Amos 8:1-13 OSCB - Bible AI

1Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: tswanda ine michero yakaibva.

2Akabvunza akati, “Unooneiko, Amosi?”

3“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, “nziyo dzomutemberi dzichashanduka dzigova kuchema. Mitumbi yevakafa ichava mizhinji. Munzvimbo dzose icharaswa vanhu vanyerere.”

4Inzwai izvi imi munotsika-tsika vanoshayiwa

5muchiti,

6muchitenga varombo nesirivha

7Jehovha apika noKuzvikudza kwaJakobho achiti, “Handizokanganwi chinhu chipi nechipi zvacho chavakaita.

8“Ko, nyika haingadederi nokuda kwaizvozvi here

9“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha,

10Ndichashandura mitambo yenyu yechinamato ive kuchema,

11“Mazuva ari kuuya,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha,

12Vanhu vachadzedzereka vachibva kugungwa

13“Pazuva iro,

Copyright © 2017 by Biblica, Inc. Licensed under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 4.0 International License (CC BY-SA).
iv>