Ezekiel 19:1-13 OSCB - Bible AI

1“Chema pamusoro pamachinda eIsraeri

2uti:

3Yakarera mumwe mwana wayo,

4Ndudzi dzakanzwa nezvayo,

5“ ‘Yakati ichiona kuti tariro yayo haina kuzadziswa,

6Yakafamba ichinyahwaira pakati peshumba,

7Yakakoromora nhare dzavo

8Ipapo ndudzi dzakarwisana nayo,

9Vakaipinza muchizarira nezvikokovono

10“ ‘Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa mumunda wako wemizambiringa,

11Matavi awo akanga akasimba,

12Asi wakadzurwa nehasha

13Zvino wakasimwa mugwenga,

>