Isaiah 47:1-14 OSCB - Bible AI

1“Buruka, ugare muguruva,

2Tora makuyo ukuye upfu;

3Kushama kwako kuchava pachena,

4Mudzikinuri wedu, Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake;

5Gara unyerere, enda murima,

6Ndakatsamwira vanhu vangu

7Wakati, “Ndicharamba

8Naizvozvo zvino, chinzwa,

9Zviviri izvozvi zvichakuwira nechinguva chidiki diki,

10Wakavimba nezvakaipa zvako uye wakati,

11Dambudziko richakuwira,

12“Zvino, enderera hako mberi nouroyi hwako,

13Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete!

14Zvirokwazvo vakafanana namashanga;