1Ndinzwei, imi zviwi;
2Akaita muromo wangu somunondo unopinza,
3Akati kwandiri, “Ndiwe muranda wangu,
4Asi ndakati, “Ndakashandira pasina,
5Zvino Jehovha anoti,
6iye anoti:
7Zvanzi naJehovha,
8Zvanzi naJehovha:
9kuti uti kunhapwa, ‘Budai,’
10Havangavi nenzara kana nyota,
11Ndichashandura makomo angu ose kuti ave migwagwa,
12Tarirai vachauya vachibva kure:
13Imbai, imi matenga,
14Asi Zioni rakati, “Jehovha akandisiya,
15“Ko, mai vangakanganwa mucheche anonwa ari pachipfuva chavo,
16Tarira, ndakakunyora pazvanza zvamaoko angu;
17Vanakomana vako vanokurumidza kudzoka shure,
18Simudza meso ako utarise kwose kwose;
19“Kunyange wakaparadzwa ukaitwa dongo,
20Vana vakaberekwa panguva yokufirwa kwako
21Ipapo uchati mumwoyo mako,
22Zvanzi naIshe Jehovha,
23Madzimambo achava madzibaba anokurerai,
24Ko, mhare ingapambwa here,
25Asi zvanzi naJehovha,