Job 23:1-16 OSCB - Bible AI

1Ipapo Jobho akapindura akati:

2“Kunyange nanhasi ndinonyunyuta ndine shungu;

3Dai chete ndaiziva kwandingamuwana;

4Ndaitaura hangu mhaka yangu pamberi pake,

5Ndaizoziva hangu zvaaizondipindura,

6Kuti aizondidzivisa nesimba guru here?

7Ipapo munhu akarurama aigona kuzotaura mhaka yake pamberi pake,

8“Asi kana ndikaenda kumabvazuva, iye haako;

9Paanenge ari pabasa nechokumusoro, handimuoni;

10Asi iye anoziva nzira yandinofamba nayo;

11Tsoka dzangu dzakanyatsotevera paakatsika;

12Handina kumbobva pamirayiro yemiromo yake;

13“Asi iye anomira oga, uye ndiani angapikisana naye?

14Anoita zvaakatema pamusoro pangu,

15Ndokusaka ndichitya pamberi pake;

16Mwari akaita kuti mwoyo wangu unete;

Copyright © 2017 by Biblica, Inc. Licensed under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 4.0 International License (CC BY-SA).
iv>