Psalms 116:1-18 OSCB - Bible AI

1Ndinoda Jehovha, nokuti akanzwa inzwi rangu;

2Nokuti akarerekera nzeve yake kwandiri,

3Misungo yorufu yakandipinganidza,

4Ipapo ndakadana kuzita raJehovha ndikati,

5Jehovha ane nyasha uye akarurama;

6Jehovha anodzivirira vakatendeka pamwoyo;

7Haiwa mweya wangu, chizorora zvakare,

8Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu,

9kuti ndifambe pamberi paJehovha

10Ndakatenda; naizvozvo ndakati,

11Uye pakuvhunduka kwangu ndakati,

12Ndingaripira seiko Jehovha

13Ndichasimudza mukombe woruponeso

14Ndichazadzisa mhiko dzangu kuna Jehovha,

15Chinhu chinokosha pamberi paJehovha

16Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu;

17Ndichabayira chipo chokuvonga kwamuri,

18Ndichazadzisa mhiko dzangu kuna Jehovha,

>