Psalms 132:1-17 OSCB - Bible AI

1Haiwa Jehovha, rangarirai Dhavhidhi

2Akapika mhiko kuna Jehovha,

3“Handingapindi mumba mangu

4handingatenderi hope mumaziso angu,

5kusvikira ndawana nzvimbo yaJehovha,

6Takazvinzwa muEfurata,

7“Ngatiendei kunzvimbo yake yokugara;

8haiwa Jehovha, simukai muuye kunzvimbo yenyu yokuzorora,

9Vaprista venyu dai vafukidzwa nokururama;

10Nokuda kwaDhavhidhi muranda wenyu,

11Jehovha akapika mhiko kuna Dhavhidhi,

12kana vanakomana vako vakachengeta sungano yangu

13Nokuti Jehovha akasarudza Zioni,

14“Iyi ndiyo nzvimbo yangu yokuzorora nokusingaperi-peri;

15ndichariropafadza nezvakawanda;

16Ndichafukidza vaprista varo noruponeso,

17“Pano ndipo pandichameresa nyanga yaDhavhidhi,

>