Psalms 144:1-14 OSCB - Bible AI

1Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe,

2Ndiye Mwari anondida uye nhare yangu,

3Haiwa Jehovha, munhu chiiko zvamune hanya naye?

4Munhu akafanana nomweya wokufema;

5Zarurai matenga enyu, imi Jehovha, uye muburuke;

6Tumirai mheni mugoparadzira vavengi;

7Tambanudzai ruoko rwenyu kubva kumusoro;

8vane miromo izere nenhema,

9Haiwa Mwari, ndichakuimbirai rwiyo rutsva;

10iye anopa kukunda kumadzimambo,

11Ndirwirei uye mundinunure

12Ipapo vanakomana vedu pauduku

13Matura edu achazadzwa

14nzombe dzedu dzichatakura mitoro inorema.

>