Psalms 17:1-14 OSCB - Bible AI

1Inzwai, imi Jehovha, mukumbiro wangu wakarurama;

2Kururamiswa kwangu ngakubve kwamuri;

3Kunyange mukaedza mwoyo wangu uye mukandiongorora usiku,

4Kana ari mabasa avanhu,

5Nhambwe dzangu dzakarambira panzira dzenyu;

6Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nokuti muchandipindura;

7Ratidzai kushamisa kworudo rwenyu rukuru,

8Ndichengetei semboni yeziso renyu;

9kubva kuno wakaipa anondirwisa,

10Vanodzivira mwoyo yavo yakavangarara,

11Vakandironda, zvino vandikomba,

12Vakaita seshumba ine nzara yechokudya,

13Haiwa, Jehovha, simukai, mirai pamberi pavo,

14Haiwa, Jehovha, ndiponesei noruoko rwenyu kubva kuvanhu vakadai,