1Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa.
2Anondivatisa pamafuro manyoro,
3anoponesa mweya wangu.
4Kunyange ndikafamba nomumupata womumvuri worufu,
5Munondigadzirira tafura
1Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa.
2Anondivatisa pamafuro manyoro,
3anoponesa mweya wangu.
4Kunyange ndikafamba nomumupata womumvuri worufu,
5Munondigadzirira tafura