Psalms 50:1-22 OSCB - Bible AI

1Iye Wamasimba, Mwari, Jehovha,

2Kubva kuZioni, rakakwana parunako,

3Mwari wedu anouya uye haanganyarari;

4Anodana matenga kumusoro,

5“Ndiunganidzirei vatsvene vangu,

6Uye matenga anoparidza kururama kwake,

7“Inzwai, imi vanhu vangu, uye ndichataura,

8Handikutukei nokuda kwezvibayiro zvenyu,

9Handisi kuda hando inobva mudanga rako,

10nokuti mhuka dzose dzesango ndedzangu,

11Ndinoziva shiri dzose dziri mumakomo,

12Kana dai ndaiva nenzara, handaikuudza iwe,

13Ko, ndinodya nyama yehando

14“Bayirai zvibayiro zvokuvonga kuna Mwari,

15uye mudane kwandiri pazuva rokutambudzika;

16Asi kuna vakaipa, Mwari anoti:

17Unovenga kurayira kwangu,

18Paunoona mbavha, unowadzana nayo;

19Unoshandisa muromo wako kuita zvakaipa,

20Unogara uchipomera hama yako

21Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere;

22“Fungai izvi, imi vanokanganwa Mwari,