Psalms 58:1-10 OSCB - Bible AI

1Ko, imi vatongi munotaura mukururama here?

2Kwete, munofunga kusaruramisira mumwoyo menyu,

3Kunyange kubvira pakuberekwa, vakaipa vanofamba mukutsauka;

4Uturu hwavo hwakaita souturu hwenyoka,

5isingateereri maimbiro enʼanga

6Vhunai mazino mumiromo yavo, imi Mwari;

7Ngavatsakatike semvura yapera kuerera;

8Vafanane nehozhwa inonyakatika painofamba,

9Hari dzenyu dzisati dzanzwa kupisa kweminzwa pamoto,

10Vakarurama vachafara pavachatsivirwa,