Psalms 85:1-12 OSCB - Bible AI

1Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha;

2Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu,

3Makaisa parutivi hasha dzenyu dzose,

4Tidzoreizve, imi Mwari Muponesi wedu,

5Mucharamba makatitsamwira nokusingaperi here?

6Ko, hamungatimutsiridzizve here,

7Tiratidzei ngoni dzenyu, imi Jehovha,

8Ndichateerera zvichataurwa naJehovha Mwari;

9Chokwadi, ruponeso rwake rwuri pedyo navanomutya,

10Rudo nokutendeka zvinosangana pamwe chete;

11Kutendeka kunomera panyika,

12Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka,