Psalms 90:1-16 OSCB - Bible AI

1Jehovha, imi makava ugaro hwedu

2Makomo asati azvarwa

3Munodzosera vanhu kuguruva zvakare, muchiti,

4Nokuti pamberi penyu makore chiuru

5Munokukura vanhu pakuvata kworufu;

6kunyange richimera riri idzva mangwanani,

7Tapera nokutsamwa kwenyu

8Makaisa zvakaipa zvedu pamberi penyu,

9Mazuva edu ose anopfuura napasi pehasha dzenyu;

10Uwandu hwamazuva edu hunosvika makore makumi manomwe,

11Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu?

12Tidzidzisei kuverenga mazuva edu zvakanaka,

13Dzokai, imi Jehovha! Zvichadaro kusvikira riniko?

14Tigutsei mangwanani norudo rwenyu rusingaperi,

15Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza,

16Mabasa enyu ngaaratidzwe kuvaranda venyu,