Psalms 96:1-12 OSCB - Bible AI

1Imbirai Jehovha rwiyo rutsva;

2Imbirai Jehovha, rumbidzai zita rake;

3Paridzai kubwinya kwake pakati pendudzi,

4Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa,

5Nokuti vamwari vose vendudzi zvifananidzo,

6Kubwinya noumambo zviri pamberi pake;

7Remekedzai Jehovha, imi ndudzi dzose,

8Ipai kuna Jehovha rukudzo rwakafanira zita rake;

9Namatai Jehovha mukubwinya kwoutsvene hwake;

10Muti pakati pendudzi, “Jehovha ndiye anobata ushe.”

11Kudenga denga ngakufare, nyika ngaifarisise;

12masango ngaafare, nezvose zviri maari.