Zephaniah 2:1-14 OSCB - Bible AI

1Unganai pamwe chete, unganai pamwe chete,

2nguva dzakatarwa dzisati dzasvika

3Tsvakai Jehovha, imi mose vanyoro vapanyika,

4Gaza richasiyiwa

5Mune nhamo imi munogara pedyo negungwa,

6Nyika iri pedyo negungwa, panogara vaKereti,

7Ichava yavakasara veimba yavaJudha;

8“Ndakanzwa kutuka kwaMoabhu

9Naizvozvo, zvirokwazvo noupenyu hwangu,”

10Izvi ndizvo zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo,

11Jehovha achava anotyisa kwavari

12“Nemiwo, imi vaEtiopia,

13Achatambanudza ruoko rwake kuti arwise nyika

14Mapoka amakwai nemombe zvichavata pasi imomo,

e>